Numeri 34:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kubva kurudzi rwaDhani mutungamiri Bhuki mwanakomana waJogiri; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 kurudzi rwaʋaDani, mucinda Buki, mŋanakomana waJogri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 kurudzi rwavaDhani, muchinda Bhuki, mwanakomana waJogiri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Wedzinza rokwaDhani ndiBhuki mwanakomana waJongiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Wedzinza rokwaDhani ndiBhuki mwanakomana waJongiri. Sien die hoofstuk |