Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 34:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Rayira vaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda muKenani, nyika ichagoverwa kwamuri senhaka, ichava nemiganhu iyi:

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Raira ʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana maȿika munyika yeKanani, (ndiyo nyika icaʋa nhaka yenyu, iyo nyika yeKanani, kuȿikira kumiganho yayo,)

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Raira vana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana masvika munyika yeKenani, (ndiyo nyika ichava nhaka yenyu, iyo nyika yeKenani, kusvikira kumiganhu yayo,)

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika kunyika yeKanani, nyika ichava yenhaka yenyu, nyika yeKanani nemiganho yayo ndeiyi inoti:

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana masvika kunyika yeKanani, nyika ichava yenhaka yenyu, nyika yeKanani nemiganho yayo ndeiyi inoti:

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 34:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies