Numeri 33:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 mudzinge vose vanogara munyika imomo pamberi penyu. Muparadze zvifananidzo zvavo zvose zvakavezwa nezvifananidzo zvavo zvakaumbwa, uye muputse nzvimbo dzose dzakakwirira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 munofanira kudziŋga ʋanhu ʋose ʋagere munyika pamberi penyu, nokuparadza ɀifananidzo ɀaʋo ɀamabge, nokuparadza ɀifananidzo ɀaʋo ɀakaʋumbga, nokuputsa nɀimbo dzaʋo dzakakwirira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200252 munofanira kudzinga vanhu vose vagere munyika pamberi penyu, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvamabwe, nokuparadza zvifananidzo zvavo zvakaumbwa, nokuputsa nzvimbo dzavo dzakakwirira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 munofanira kudzinganisa vagari vemo, mupwanye zvimifananidzo zvavakazvigadzirira zvamabwe nezvifananidzo zvavo zvesimbi, mupaze nzvimbo dzavo dzemipiro dzavakavakira pakatunhumara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona52 munofanira kudzinganisa vagari vemo, mupwanye zvimifananidzo zvavakazvigadzirira zvamabwe nezvifananidzo zvavo zvesimbi, mupaze nzvimbo dzavo dzemipiro dzavakavakira pakatunhumara. Sien die hoofstuk |