Numeri 32:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi kana vakasayambuka nemi vakashonga zvokurwa, vanofanira kupiwa nhaka yavo pamwe chete nemi muKenani.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi kana ʋasiŋgayambuki nemi, ʋakashoŋga nhumbi dzaʋo dzokurwa, ʋanofanira kupiwa nhaka yaʋo pakati penyu panyika yeKanani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Asi kana vasingayambuki nemi, vakashonga nhumbi dzavo dzokurwa, vanofanira kupiwa nhaka yavo pakati penyu panyika yeKenani.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi vakasayambuka nemi kundorwa hondo, vachazowana mugove wavo pamwechete nemi munyika yeKanani.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi vakasayambuka nemi kundorwa hondo, vachazowana mugove wavo pamwechete nemi munyika yeKanani.” Sien die hoofstuk |