Numeri 30:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi kana baba vake vakamudzivisa pavanonzwa nezvazvo, zvaapika zvose nezvaazvisunga nazvo achipika hazvingavi nesimba; Jehovha achamusunungura nokuti baba vake vamudzivisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi kana ɓaɓa ʋake ʋakamudziʋisa nomusi waʋanoɀinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuɀisuŋga kwake kwose, kwaakaɀisuŋga nako, hakuŋgaʋi nesimba; Jehova ucamukaŋganwira, nokuti ɓaɓa ʋake ʋamudziʋisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Asi kana baba vake vakamudzivisa nomusi wavanozvinzwa nawo, kupika kwake kwose, nokuzvisunga kwake kwose, kwaakazvisunga nako, hakungavi nesimba; Jehovha achamukanganwira, nokuti baba vake vamudzivisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi kana baba vake vakazvinzwa, vakamurambidza zuva rakarero, zvose zvaakatsidza kana zvaakapika hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera nokuti baba vake havana kuzvibvumira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi kana baba vake vakazvinzwa, vakamurambidza zuva rakarero, zvose zvaakatsidza kana zvaakapika hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera nokuti baba vake havana kuzvibvumira. Sien die hoofstuk |