Numeri 30:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Kana musikana achiri kugara mumba mababa vake akaita mhiko kuna Jehovha kana kuti akazvisunga nokupika, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nomukadzi ʋo, kana aciŋge apikira Jehova, kana kuɀisuŋga nokusuŋga kwokupika, aciri mumba maɓaɓa ʋake, aciri musikana; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Nomukadziwo, kana achinge apikira Jehovha, kana kuzvisunga nokusunga kwokupika, achiri mumba mababa vake, achiri musikana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, Sien die hoofstuk |