Numeri 30:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana munhu akaita mhiko kuna Jehovha kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kuputsa shoko rake asi anofanira kuita zvose zvaakareva. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana munhu aciŋge apikira Jehova mhiko, kana kuɀisuŋga nokupika, haafaniri kushandura shoko rake; unofanira kuita ɀose ɀakaɓuɗa mumuromo make. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Kana munhu achinge apikira Jehovha mhiko, kana kuzvisunga nokupika, haafaniri kushandura shoko rake; anofanira kuita zvose zvakabuda mumuromo make. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana munhurume akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, ngaaite zvaakapika, asambozviregedzi, ngaaite zvose zvaakataura nomuromo wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana munhurume akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu, ngaaite zvaakapika, asambozviregedzi, ngaaite zvose zvaakataura nomuromo wake. Sien die hoofstuk |