Numeri 29:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “ ‘Pazuva rechinomwe, mugadzire hando nomwe, makondobwe maviri uye makwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Nezuʋa recinomŋe munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku nomŋe, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Nezuva rechinomwe munofanira kuuya nenzombe duku nomwe, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 “Pazuva rechinomwe pirai handira dzichiri duku nomwe, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete, gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstuk |