Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 29:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Pamwe chete nehando, namakondobwe uye namakwayana mugadzire zvipiriso zvazvo zvezviyo nezvipiriso zvokunwa maererano nouwandu hwakarayirwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa, ɀenzombe, namakondobge, namakwaiana, ɀakaenzana nokuwanda kwaɀo, seɀakarairwa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

30 nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa, zvenzombe, namakondohwe, namakwayana, zvakaenzana nokuwanda kwazvo, sezvakarairwa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Piraiwo handira dzacho, nehondohwe dzacho, nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa neyewaini inokwanirana nouwandi hwadzo, sezvakatemwa nomurao.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Piraiwo handira dzacho, nehondohwe dzacho, nehwayana dzacho pamwechete nemipiro yembesanwa neyewaini inokwanirana nouwandi hwadzo, sezvakatemwa nomurao.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 29:30

Volg ons:

Advertensies


Advertensies