Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 29:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose nechipiriso chacho chezviyo, uye nechipiriso chokunwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 nenhoŋgo imŋe yembudzi, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, necipiriso caco coʋupfu, necipiriso caco cinoɗururwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

25 nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nechipiriso chacho choupfu, nechipiriso chacho chinodururwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wawo wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa newezvokunwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wawo wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa newezvokunwa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 29:25

Volg ons:

Advertensies


Advertensies