Numeri 29:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Pazuva rechina, mugadzire hando gumi, makondobwe uye makwayana gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nezuʋa recinna munofanira kuʋuya nenzombe ɗuku dzinegumi, namakondobge maʋiri, namakwaiana amakondobge anegumi namanna egore rimŋe, asina‐kuremara; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 “Nezuva rechina munofanira kuuya nenzombe duku dzine gumi, namakondohwe maviri, namakwayana amakondohwe ane gumi namana egore rimwe, asina kuremara; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Pazuva rechina pirai handira dzichiri duku gumi, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Pazuva rechina pirai handira dzichiri duku gumi, nehondohwe mbiri, nehwayana hono dzine gore rimwechete gumi neina dzisina chinoshoreka. Sien die hoofstuk |