Numeri 29:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho uye nezvipiriso zvazvo zvokunwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nenhoŋgo imŋe yembudzi, ciʋe cipiriso ceɀiʋi; kunze kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose; necipiriso caco coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 nenhongo imwe yembudzi, chive chipiriso chezvivi; kunze kwechipiriso chinopiswa nguva dzose; nechipiriso chacho choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa, nemipiro yayo yezvokunwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Piraiwo gotora romupiro wokupfupira zvitadzo muchiwedzera pamusoro pomupiro wokupisa unogaroitwa pamwechete nomupiro wawo wembesanwa, nemipiro yayo yezvokunwa. Sien die hoofstuk |