Numeri 28:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ugadzire gwayana rimwe chete mangwanani uye rimwe racho panguva yamadekwana, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rimŋe gwaiana unofanira kuʋuya naro maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuʋuya naro maɗekwana; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Rimwe gwayana unofanira kuuya naro mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuuya naro madekwana; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ngavapire Mwari hwayana imwechete mangwanani, vozopira imwe yacho manheru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ngavapire Mwari hwayana imwechete mangwanani, vozopira imwe yacho manheru. Sien die hoofstuk |