Numeri 27:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana asina mwanasikana, mupe nhaka yake kumadzikoma ake kana vanunʼuna vake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana asinomŋanasikana, munofanira kupa ʋakuru ʋake naʋanuŋuna ʋake nhaka yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Kana asina mwanasikana, munofanira kupa vakuru vake navanun’una vake nhaka yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana asina kusiya mwanasikana nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana asina kusiya mwanasikana nhaka yake ngaipiwe vakoma kana vanun'una vake. Sien die hoofstuk |