Numeri 26:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 uye kubudikidza nezvizvarwa zvavaBheria: Hebheri, kwakabva mhuri yavaHebheri; Marikieri, kwakabva mhuri yavaMarikieri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBeria: Heberi, kwakabva mhuri yaʋaHeberi; naMarkieri, kwakabva mhuri yaʋaMarkieri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200245 Ndivo vanakomana vaBheria: Hebheri, kwakabva mhuri yavaHebheri; naMakieri, kwakabva mhuri yavaMakieri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Bheria ndiye tateguru waHebheri naMarikieri, mhuri yokwaHebheri tateguru wayo ari Hebheri, mhuri yaMarikieri tateguru wayo ari Marikieri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona45 Bheria ndiye tateguru waHebheri naMarikieri, mhuri yokwaHebheri tateguru wayo ari Hebheri, mhuri yaMarikieri tateguru wayo ari Marikieri. Sien die hoofstuk |