Numeri 26:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaBhenjamini; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini, nemhuri dzaʋo; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Ndivo vanakomana vaBhenjamini, nemhuri dzavo; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu. Sien die hoofstuk |