Numeri 22:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Bharamu akati kwavari, “Chivatai pano, ndichauya nemhinduro yandichapiwa naJehovha.” Saka machinda eMoabhu akagara naye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye akati kwaʋari: Ʋatai ʋusiku bguno pano, ndikudzoserei neshoko, seɀandicaʋudzwa naJehova; macinda aMoabi akagara’po kunaBaraki. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Iye akati kwavari, “Vatai usiku huno pano, ndikudzoserei neshoko, sezvandichaudzwa naJehovha;” machinda aMoabhu akagarapo kuna Bharamu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Bhiriamu ndokuti, “Imi chirarai zvenyu pano, mangwana ndinozokuudzai zvandinenge ndataurirwa naTenzi.” Saka machinda aMoabhu akararapo paBhiriamu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Bhiriamu ndokuti, “Imi chirarai zvenyu pano, mangwana ndinozokuudzai zvandinenge ndataurirwa naTenzi.” Saka machinda aMoabhu akararapo paBhiriamu. Sien die hoofstuk |