Numeri 22:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Bharaki akati anzwa kuti Bharamu akanga achiuya, akabuda kuti andosangana naye paguta ravaMoabhu pamuganhu weAnoni, kumagumo kwenyika yake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Baraki wakati anzwa kuti Barami waȿika, akaɓuɗa kundosoŋgana naye paIri‐Moabi riri pamuganho weArnoni, pamugumo wenyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Bharaki akati anzwa kuti Bharamu asvika, akabuda kundosangana naye paIri‐moabhu riri pamuganhu weArinoni, pamugumo wenyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Bharaki zvaakanzwa kuti Bhiriamu ari kuuya, akaenda kundomuchingura kuguta reMoabhu riri kuna Arinoni rwizi ruri pamuganhu wenyika yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona36 Bharaki zvaakanzwa kuti Bhiriamu ari kuuya, akaenda kundomuchingura kuguta reMoabhu riri kuna Arinoni rwizi ruri pamuganhu wenyika yake. Sien die hoofstuk |