Numeri 22:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Moabhu akatya nokuti pakanga pane vanhu vazhinji. Zvirokwazvo, Moabhu yakazara nokudedera nokuda kwavaIsraeri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Moabi akatya ʋanhu aʋo kwaɀo, nokuti ʋakaŋga ʋari ʋazhinji; Moabi akavunduka nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Moabhu akatya vanhu avo kwazvo, nokuti vakanga vari vazhinji; Moabhu akavhunduka nokuda kwavana vaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 VaMoabhu vakavatya zvikuru nokuti vakanga vakawanda kwazvo. VaMoabhu vakadedera vaIsiraeri zvikuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 VaMoabhu vakavatya zvikuru nokuti vakanga vakawanda kwazvo. VaMoabhu vakadedera vaIsiraeri zvikuru. Sien die hoofstuk |