Numeri 22:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Mwari akati kuna Bharamu, “Usaenda navo. Haufaniri kutuka vanhu avo, nokuti vakaropafadzwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mŋari akati kunaBarami: Haufaniri kuenda naʋo; haufaniri kutuka ʋanhu aʋo; nokuti ʋakaropafadzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Mwari akati kuna Bharamu, “Haufaniri kuenda navo; haufaniri kutuka vanhu avo; nokuti vakaropafadzwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.” Sien die hoofstuk |