Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 20:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Uye ungano yose yakati yazvinzwa kuti Aroni akanga afa, imba yose yeIsraeri yakamuchema kwamazuva makumi matatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ʋuŋgano yose yakati iciʋona kuti Aroni wafa, ʋakacema Aroni mazuʋa makumi matatu, iyo imba yose yaIsraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino ungano yose yakati ichiona kuti Aroni afa, vakachema Aroni mazuva makumi matatu, iyo imba yose yaIsiraeri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 20:29

Volg ons:

Advertensies


Advertensies