Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 20:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Zvino pakanga pasisina mvura yeungano, uye vanhu vakaungana vakapopotera Mozisi naAroni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ipapo pakaŋga pasine‐mvura yokunwa yeʋuŋgano yose; ɀino ʋanhu ʋakaʋuŋganira kunaMosesi naAroni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ipapo pakanga pasina mvura yokunwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mosesi naAroni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 20:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies