Numeri 18:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Hamungazovi nemhosva pachinhu kana muchiuyisa chikamu chakanakisisa chacho; ipapo hamungazosvibisi zvitsvene zvavaIsraeri, uye hamuzofi.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Hamuŋgazoʋi neɀiʋi nokuɗa kwaɀo, kana mambotsaura ɀakaiȿo‐naka kwaɀiri; hamufaniri kuɀidza ɀinhu ɀitȿene ɀaʋana ʋaIsraeri, kuti murege kufa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Hamungazovi nezvivi nokuda kwazvo, kana mambotsaura zvakaisvonaka kwazviri; hamufaniri kuzvidza zvinhu zvitsvene zvavana vaIsiraeri, kuti murege kufa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Hamuzovi nemhosva yacho kana mukatanga mapira zvakanakisisisa zvacho. Ipapo hamuzon'oresi mipiro inoera yavaIsiraeri, uye hamuzofi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Hamuzovi nemhosva yacho kana mukatanga mapira zvakanakisisisa zvacho. Ipapo hamuzon'oresi mipiro inoera yavaIsiraeri, uye hamuzofi.” Sien die hoofstuk |