Numeri 17:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Tsvimbo yomunhu wandichasarudza ichabukira mashizha, uye ndichagumisa kupopota uku kwavaIsraeri kuri kuramba kuripo pamusoro pako.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo munhu wandicatsaura, tȿimbo yake icaɓuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri kwaʋanokunyunyutira nako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana vaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.” Sien die hoofstuk |