Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 16:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo akati kuna Kora navateveri vake vose, “Mangwanani Jehovha acharatidza kuti vanhu vake ndavapi uye kuti mutsvene ndiani, uye achaita kuti munhu uyo aswedere kwaari. Munhu waachasarudza ndiye waachaswededza kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 akataura naKora neɓoka rake rose, akati: Maŋgwana Jehova ucaratidza kuti ʋanhu ʋake ndiʋanani, ʋuye kuti mutȿene ndiani, ʋuye kuti ndiani waacasweɗedza kwaari; iye waanotsaura, ndiye waacazosweɗedza kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 akataura naKora neboka rake rose, akati, “Mangwana Jehovha acharatidza kuti vanhu vake ndivanani, uye kuti mutsvene ndiani, uye kuti ndiani aachaswededza kwaari; iye aanotsaura, ndiye aachazoswededza kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akazotaurira Kora navamwe vake achiti, “Mangwana Tenzi achafumotiratidza kuti vake ndavapi vaakazvisarudzira vagouya kwaari. Vaanenge asarudza achavaunza kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akazotaurira Kora navamwe vake achiti, “Mangwana Tenzi achafumotiratidza kuti vake ndavapi vaakazvisarudzira vagouya kwaari. Vaanenge asarudza achavaunza kwaari.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 16:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies