Numeri 16:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ipapo moto wakabuda uchibva kuna Jehovha ukaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu vakanga vachipisira zvinonhuhwira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ipapo mŋoto ukaɓuɗa kunaJehova, ukaparadza ʋarume aʋo ʋaiʋa namazana maʋiri namakumi mashanu, ʋakaŋga ʋacipisira ɀinonhuwira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200235 Ipapo moto ukabuda kuna Jehovha, ukaparadza varume avo vaiva namazana maviri namakumi mashanu, vakanga vachipisira zvinonhuwira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi. Sien die hoofstuk |