Numeri 15:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 munofanira kuuya nechipiriso chezviyo chezvikamu zvitatu kubva mugumi cheefa youpfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa nehafu yehini yamafuta pamwe chete nehando. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 pamŋe cete nenzombe ɗuku ŋgaaʋuye necipiriso coʋupfu ceɀegumi ɀitatu ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa nehafu yehini yamafuta. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 pamwechete nenzombe duku ngaauye nechipiriso choupfu chezvegumi zvitatu zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa nehafu yehini yamafuta. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 unzaiwo mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana marita maviri, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 unzaiwo mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana marita maviri, Sien die hoofstuk |