Numeri 15:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye nechikamu chimwe chete kubva muzvitatu chehini yewaini chive chipiriso chokunwa. Muchipe sechinonhuhwira chinofadza kuna Jehovha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 unofanira kupa ʋo cetatu cehini yewaini, ciʋe cipiriso cinoɗururwa, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 unofanira kupawo chetatu chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa, chive chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi. Sien die hoofstuk |