Numeri 13:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 kubva kurudzi rwaBhenjamini, Pareti mwanakomana waRafu; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋokurudzi rwaBenjamini, Parti, mŋanakomana waRafu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Vokurudzi rwaBhenjamini, Paruti, mwanakomana waRafu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mudzinza rokwaBhenjamini, makatorwa Pariti mwanakomana waFaru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mudzinza rokwaBhenjamini, makatorwa Pariti mwanakomana waFaru. Sien die hoofstuk |