Numeri 13:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mŋanakomana waHori. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Vokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mwanakomana waHori. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mudzinza rokwaSimeoni, makatorwa Shafati mwanakomana waHoru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mudzinza rokwaSimeoni, makatorwa Shafati mwanakomana waHoru. Sien die hoofstuk |