Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 12:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Ko, Jehovha akangotaura naMozisi oga here? Ko, haana kutaura kubudikidza nesuwo here?” Uye Jehovha akazvinzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋakati: Ko Jehova wakataura naMosesi iye oga here? Ko haana‐kutaura nesu ʋo here? Jehova akaɀinzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vakati, “Ko Jehovha akataura naMosesi iye oga here? Ko haana kutaura nesuo here?” Jehovha akazvinzwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vakati, “Ko Mosesi ndiye oga akangotaurirwa zvinhu naTenzi here? Ko isu hatina kutaurirwawo zvinhu naTenzi here?” Tenzi akanzwa zvavaitaura.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vakati, “Ko Mosesi ndiye oga akangotaurirwa zvinhu naTenzi here? Ko isu hatina kutaurirwawo zvinhu naTenzi here?” Tenzi akanzwa zvavaitaura.

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 12:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies