Mateo 4:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 akati, “Zvose izvi ndichakupa kana ukandikotamira uye ukandinamata.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati kwaari: Iɀi ɀose ndicakupa, kana ukawira pasi ukandinamata. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” Sien die hoofstuk |