Mateo 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kuzoti akokera pamwe chete vaprista navadzidzisi vomutemo, akavabvunza kwaizoberekerwa Kristu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akakokera ʋaprista ʋakuru ʋose naʋanyori ʋaʋanhu, akaʋabvunza kuti Kristu ucaɓerekwepi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Akakokera vapristi vakuru vose navanyori pakati pevanhu, akavabvunza kuti, “Kristu uchaberekerwepi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi. Sien die hoofstuk |