Mapisarema 9:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi. Sien die hoofstuk |