Mapisarema 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makatuka ndudzi mukaparadza vakaipa; makadzima zita ravo nokusingaperi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Makatuka ʋahedeni, makaparadza ʋakaipa, Makadzima zita raʋo nokusiŋgaperi‐peri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Makatuka vahedheni, makaparadza vakaipa, Makadzima zita ravo nokusingaperi-peri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Makapa vechirudzi mhosva mukaparadza vakaipa, makadzimawo zita ravo narini narini. Sien die hoofstuk |