Mapisarema 4:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda; Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ziʋai kuti Jehova wakaɀitsaurira munhu unomuɗa: Jehova ucanzwa kana ndiciɗana kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu anomuda, Jehovha achanzwa kana ndichidana kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari. Sien die hoofstuk |