Mapisarema 4:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nhai imi vanhu, muchashandura kukudzwa kwangu kukava chinyadziso kusvikira riniko? Muchada kutsauswa nokutsvaka vamwari venhema kusvikira riniko? Sera Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nhai ʋanakomana ʋaʋanhu, kukudzwa kwaŋgu kucashandurwa kunyadziswa kuȿikira riniko? Mucaɗa ɀisinamaturo, nokutȿaka nhema kuȿikira rini? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Nhai vanakomana vavanhu, kukudzwa kwangu kuchashandurwa kunyadziswa kusvikira riniko? Muchada zvisina maturo, nokutsvaka nhema kusvikira rini? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nhaimi vanhu, kusvikira riniko muchirerutsa chiremera changu? Kuchasvikira rini muchifarira mashoko asina maturo nokufarira kuva vanazinyepera? Dzepfunde Sien die hoofstuk |