Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mapisarema 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi iʋe nhaka yako, Nemigumo yenyika ɀiʋe ɀako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako.

Sien die hoofstuk Kopieer




Mapisarema 2:8

Volg ons:

Advertensies


Advertensies