Mapisarema 18:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nyika yakadedera ikadengenyeka, uye nheyo dzamakomo dzakazunguzika; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo nyika yakazunuŋguka, ikaɗeɗera; Nheyo dzamakomo ʋo dzakaɗeŋgenyeka, Dzikazunuŋguswa, nokuti wakaŋga akatsamŋa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo nyika yakazununguka, ikadedera; Nheyo dzamakomowo dzakadengenyeka, Dzikazununguswa, nokuti akanga akatsamwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyowo dzamakomo dzakazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nyika yakadedera ikandengendeka, nheyowo dzamakomo dzakazunguzika dzikatetemera nokuti akanga ashatirwa. Sien die hoofstuk |