Mapisarema 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 anozvidza munhu akaipa asi anokudza vaya vanotya Jehovha, anochengeta mhiko yake kunyange kana zvichirwadza, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munhu wakashata unoɀidzwa naye; Asi unokudza ʋanotya Jehova. Iye unoti kana aciŋge apika, haaŋgazoshanduri shoko rake, kunyaŋge ɀikaʋa ɀakaipa kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Munhu akashata anozvidzwa naye; Asi anokudza vanotya Jehovha. Iye anoti kana achinge apika, haangazoshanduri shoko rake, kunyange zvikava zvakaipa kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munhu anozvidza munhu akashata; asi anoremekedza vanoremekedza TENZI, anochengeta zvaanenge apika kuita kunyange zvichirwadza. Sien die hoofstuk |