Johane 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Nhai mai, munondipinzireiko mune izvi? Nguva yangu haisati yakwana.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwavari, “Ndineiko nemi, mai? Nguva yangu ichigere kusvika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akati kwavari, “Nhai amai, ko isu tinei nazvo, nguva yangu haisati yasvika.” Sien die hoofstuk |