Johane 2:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Waini yakati yapera, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachina waini.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Waini yakati icizoshaikwa, mai ʋaJesu ʋakati kwaari: Haʋacinewaini. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Waini yakati ichizoshayikwa, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachine waini.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Waini payakapera, amai vaJesu vakati kwaari, “Vanhu vapererwa newaini.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Waini payakapera, amai vaJesu vakati kwaari, “Vanhu vapererwa newaini.” Sien die hoofstuk |