Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 9:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mŋari wakaropafadza Noa naʋanakomana ʋake, akati kwaʋari: Ƃerekai, muwande, muzadze nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 9:1

Volg ons:

Advertensies


Advertensies