Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 50:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 tisingaverengi vose vomumhuri yaJosefa namadzikoma ake uye navose veimba yababa vake. Vana vavo chete namakwai avo nemombe dzavo, ndivo vakasiyiwa muGosheni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 naʋeimba yose yaJosefa, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋeimba yaɓaɓa ʋake; asi pxere dzaʋo dzoga, namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, ʋakaɀisiya panyika yeGosheni,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

8 naveimba yose yaJosefa, navana vababa vake, naveimba yababa vake; asi pwere dzavo dzoga, namakwai avo, nemombe dzavo, vakazvisiya panyika yeGosheni,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 50:8

Volg ons:

Advertensies


Advertensies