Genesi 50:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika mutumbi. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakapedza mazuʋa makumi manna naye, nokuti ndiwo aiʋa mazuʋa okusasika; naʋaEgipita ʋakamucema mazuʋa makumi manomŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; navaIjipiti vakamuchema mazuva makumi manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe. Sien die hoofstuk |