Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 5:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Pamwe chete, Adhamu akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matatu, uye ipapo akafa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Mazuʋa ose oʋupenyu bgaAdama akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matatu, akafa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Mazuva ose oupenyu hwaAdhamu akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matatu, akafa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Saka ose pamwechete, Adhamu akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore makumi matatu, ndokuzofa zvake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Saka ose pamwechete, Adhamu akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore makumi matatu, ndokuzofa zvake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 5:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies