Genesi 45:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Saka zvino, hamusimi makandituma kuno, asi Mwari. Akandiita baba kuna Faro, ishe weimba yake yose nomutongi weIjipiti yose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino hamuzi’mi makandituma pano, asi Mŋari; iye wakandiita ɓaɓa kunaFarao nashe weimba yake yose, nomuɓati wenyika yose yeEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Zvino hamuzimi makandituma pano, asi Mwari; iye akandiita baba kuna Farao nashe weimba yake yose, nomubati wenyika yose yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka hamusirimi makandiunza kuno, asi zvakaitwa naMwari. Ndiye akandigadza ndikava jinda guru raFarao. Ndini changamire mumuzinda wamambo. Ndini ndinotonga nyika yake yose yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Saka hamusirimi makandiunza kuno, asi zvakaitwa naMwari. Ndiye akandigadza ndikava jinda guru raFarao. Ndini changamire mumuzinda wamambo. Ndini ndinotonga nyika yake yose yeIjipiti. Sien die hoofstuk |