Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 2:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Jehova Mŋari akaraira munhu, aciti: Uŋgadya hako miti yose yomunda;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 2:16

Volg ons:

Advertensies


Advertensies