Genesi 15:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Abhurama akatenda Jehovha, uye iye akamuti ndiko kururama kwake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iye akatenda Jehova, akamuti ndiko kururama kwake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Iye akatenda Jehovha, akamuti ndiko kururama kwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. Sien die hoofstuk |