Eksodo 7:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uye vaIjipita vose vakachera mujinga maNairi kuti vawane mvura yokunwa, nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yomurwizi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ƲaEgipita ʋose ʋakacera nhiʋi dzorwizi ʋacitsaka mvura yokunwa; nokuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunwa mvura yorwizi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 VaIjipiti vose vakachera nhivi dzorwizi vachitsvaka mvura yokunwa; nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yorwizi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 VaIjipiti vose vakandochera matsime munhivi dzaNairi vachitsvaka mvura yokunwa. Mvura yomurwizi yakanga isisanwiki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 VaIjipiti vose vakandochera matsime munhivi dzaNairi vachitsvaka mvura yokunwa. Mvura yomurwizi yakanga isisanwiki. Sien die hoofstuk |